https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Kunyora&oldid=104511
https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Kunyora&oldid=104511
SN.WIKIPEDIA.ORG
Kunyora
Kunyora (Chingezi: to write; writing) kana kugwara uye kubhara chiito chekurhekodha mutauro pachiratidziro uchishandisa seti bumbiro re mabhii. Mabhii anofanhira kunge achizivikanwa nevamwe kuti akwanise kuverengwa. Chinyorwa (text) runogonawo kushandisa mamwe masistimu ekuona, senge mailustresheni ne mashongedzo. Izvi hazvidanwi kunzi kunyora, asi zvinogona kubatsira kushanda kwe meseji. Kazhinji, vanhu vose vakadzidza munyika vanoshandisa nzira imwe cheteyo yokunyora kunyora mutauro wakafanana. Kugona kuverenga nekunyora kunonzi literate. Kunyora kunosiyana nekutaura nekuti vaverengi havafanire kunge varipo panguva iyoyo. Tinogona kuverenga zvinyorwa zvekare, uye zvinyorwa zvinobva kumativi akasiyana pasirose. Zvichengetedzwa zvezvinyorwa ne zvikurukurwo zveruzivo. Kunyora ndechimwe chezvigadzirwa zvikuru zverudzi rwevanhu. Yakagadzirwa mushure mekunge vanhu vagara mumataundi, uye mushure mekutanga kurima. Mazuva ekunyora kubva kumakore angangoita 3,300BC, makore anopfuura 5000 apfuura, kuMabvazuva ePakati. Kunyora nhasi kunowanzo kuve pabepa, kunyangwe paine nzira dzekudhinda pane chero nzvimbo. Terevhizheni...
4 Tags 0 Parts 1 Vue

Password Copied!

Please Wait....