https://sn.wikipedia.org/wiki/Johani
https://sn.wikipedia.org/wiki/Johani
Johani
Johani, Johane, Yohani kana Yohane izita ravakushandiswa se reChishona rakatorwa kubva kuChihebheru nekuda kweBhaibheri. Pakushandiswa pezita rekuti Johani rinogona kushandisirwa pamusoro pevanhu uye zvinhu zvinotevera: Johani (zita), kana Yohani, kureva John uye Johannine Testamende Itsva Mabasa Uvaranomwe hwa Yohane Shoko ra Johani, rinowanzo shandisirwa dumidzo ripfupi rekuti Yohani/Johani Maepistiri aYohane Epistiri rekutanga ra Yohani, rinowanzo pfupitswa richinzi 1 Yohani Epistiri rechipiri ra Yohani, rinowanzo pfupitswa richinzi 2 Yohani Epistiri rechitatu ra Yohani, rinowanzo pfupitswa richinzi 3 Yohani Nwadhi ra Rhevheresheni, Rhevheresheni ya Msande Yohani Mushoperi Vanhu Yohani Mubhabhatidzi (akafa c. 30 PK), anowonekwa se muporofita uye akaenda pamberi pa Yesu Kristo Mabasa akanyorwa na Yohane we Testamende Itsva, dzimwe nguva rinotsanangurwa se: Yohani Mutume (akararama c. 30 MK), mumwe pakati...
4 Comments & Tags 0 المشاركات 1 مشاهدة

Password Copied!

Please Wait....