https://sn.wikipedia.org/wiki/Johani
Johani
Johani, Johane, Yohani kana Yohane izita ravakushandiswa se reChishona rakatorwa kubva kuChihebheru nekuda kweBhaibheri.
Pakushandiswa pezita rekuti Johani rinogona kushandisirwa pamusoro pevanhu uye zvinhu zvinotevera:
Johani (zita), kana Yohani, kureva John uye Johannine
Testamende Itsva
Mabasa
Uvaranomwe hwa Yohane
Shoko ra Johani, rinowanzo shandisirwa dumidzo ripfupi rekuti Yohani/Johani
Maepistiri aYohane
Epistiri rekutanga ra Yohani, rinowanzo pfupitswa richinzi 1 Yohani
Epistiri rechipiri ra Yohani, rinowanzo pfupitswa richinzi 2 Yohani
Epistiri rechitatu ra Yohani, rinowanzo pfupitswa richinzi 3 Yohani
Nwadhi ra Rhevheresheni, Rhevheresheni ya Msande Yohani Mushoperi
Vanhu
Yohani Mubhabhatidzi (akafa c. 30 PK), anowonekwa se muporofita uye akaenda pamberi pa Yesu Kristo
Mabasa akanyorwa na Yohane we Testamende Itsva, dzimwe nguva rinotsanangurwa se:
Yohani Mutume (akararama c. 30 MK), mumwe pakati...
4 Comments & Tags
0 Acciones
1 Views